ƲaRoma 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Naizvozvo imiwo munofanira kuzviona kuti, kuchitadzo muri vanhu vakafa; asi Mwari ari iye upenyu hwenyu muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Saiɀoɀo nemi ʋo muɀiti makafa kuɀiʋi, asi kuti muri ʋapenyu kunaMŋari, munaKristu Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Saizvozvo nemiwo muzviti makafa kuzvivi, asi kuti muri vapenyu kuna Mwari, muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Naizvozvo imiwo munofanira kuzviona kuti, kuchitadzo muri vanhu vakafa; asi Mwari ari iye upenyu hwenyu muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Naizvozvo imiwo munofanira kuzviona kuti, kuchitadzo muri vanhu vakafa; asi Mwari ari iye upenyu hwenyu muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nenzira imwe cheteyo, nemiwo munofanira kuziva kuti makafa kuchivi, asi muri vapenyu kuna Mwari muna Kristu Jesu. Viz kapitola |