ƲaRoma 3:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakadaro kuzvikudza kwedu kunozova papi? Kunobva kwashaya maturo. Kunoshaiswa maturo nei? Nezvisungo namabasa here? Kwete asi pamusana pechitendero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino kuɀikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurairo upiko? Wamaɓasa here? Kwete, asi nomurairo wokutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino kuzvikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurayiro upiko? Wamabasa here? Kwete, asi nomurayiro wokutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakadaro kuzvikudza kwedu kunozova papi? Kunobva kwashaya maturo. Kunoshaiswa maturo nei? Nezvisungo namabasa here? Kwete asi pamusana pechitendero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakadaro kuzvikudza kwedu kunozova papi? Kunobva kwashaya maturo. Kunoshaiswa maturo nei? Nezvisungo namabasa here? Kwete asi pamusana pechitendero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino kuzvikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurayiro upiko? Wokuchengetedza murayiro here? Kwete, asi nomurayiro wokutenda. Viz kapitola |