ƲaRoma 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa pachena zvisinei nomutemo kunyange zvazvo mutemo navaporofita zvichiupupurira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi ɀino kururama kwaMŋari kwakaratidzwa kunze kwomurairo, kucipupurirwa nomurairo naʋaprofita; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa kunze kwomurayiro, kuchipupurirwa nomurayiro navaporofita; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa pachena zvisinei nomutemo kunyange zvazvo mutemo navaporofita zvichiupupurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa pachena zvisinei nomutemo kunyange zvazvo mutemo navaporofita zvichiupupurira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi zvino kururama kwaMwari, kwakaratidzwa kunze kwomurayiro, kuchipupurirwa nomurayiro navaprofita. Viz kapitola |