Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vose vakatsauka, vose zvavo pamwechete vakashata. Hapana anoita zvakanaka kana nomumwechete zvake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakatsauka ʋose, ʋakaʋa ʋanhu ʋasinamaturo, Hakuna‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe cete;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakatsauka vose, vakava vanhu vasina maturo, Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwechete;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vose vakatsauka, vose zvavo pamwechete vakashata. Hapana anoita zvakanaka kana nomumwechete zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vose vakatsauka, vose zvavo pamwechete vakashata. Hapana anoita zvakanaka kana nomumwechete zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakava vasina maturo; hakuna kana mumwe anoita zvakanaka, kana mumwe zvake.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 3:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy