ƲaRoma 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Rudo ngarurege kuva rwokungonyengedzera, vengai chakaipa, rambai makati kwati kwati nezvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ruɗo ŋgarurege kuʋa nokunyeŋgera. Ʋeŋgai ɀakaipa; namatirai ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Rudo ngarurege kuva nokunyengera. Vengai zvakaipa; namatirai zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Rudo ngarurege kuva rwokungonyengedzera, vengai chakaipa, rambai makati kwati kwati nezvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Rudo ngarurege kuva rwokungonyengedzera, vengai chakaipa, rambai makati kwati kwati nezvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Rudo ngaruve rwechokwadi. Vengai zvakaipa; namatirai pane zvakanaka. Viz kapitola |