ƲaRoma 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Musatsive chakaipa nechakaipa. Vavarirai kuita chinenge chichinzi navose chakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Musatsiʋa munhu cakaipa kana akuitirai cakaipa. Tȿakai ɀakarurama pamberi paʋanhu ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Musatsiva munhu chakaipa kana akuitirai chakaipa. Tsvakai zvakarurama pamberi pavanhu vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Musatsive chakaipa nechakaipa. Vavarirai kuita chinenge chichinzi navose chakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Musatsive chakaipa nechakaipa. Vavarirai kuita chinenge chichinzi navose chakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Musatsiva munhu chakaipa nechakaipa. Chenjererai kuti muite zvakanaka pamberi pavanhu vose. Viz kapitola |