Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino kana zviri nokuda kwenyasha, hazvisiri nokuda kwamabasa nokuti nyasha hadzizovi nyasha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino kana kusanaŋgura kuri kwenyasha, hakuzati kuciri kwamaɓasa; kana ɀisakaɗaro, nyasha hadziciri nyasha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino kana kutsanangura kuri kwenyasha, hakusati kuchiri kwamabasa; kana zvisakadaro, nyasha hadzichiri nyasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino kana zviri nokuda kwenyasha, hazvisiri nokuda kwamabasa nokuti nyasha hadzizovi nyasha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvino kana zviri nokuda kwenyasha, hazvisiri nokuda kwamabasa nokuti nyasha hadzizovi nyasha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye kana zvava zvenyasha, saka hazvichisiri zvamabasa; kana dai zvaiva zvakadaro, nyasha hadzaizova nyasha.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy