Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Nokuti ndiani angazive zviri mupfungwa dzaTenzi; uye ndiani akambova mupi wake wamazano.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Nokuti ndianiko wakaziʋa muraŋgariro waShe? Ndianiko wakaŋga ari murairi wake?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Nokuti ndianiko akaziva murangariro waIshe? Ndianiko akanga ari murayiri wake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Nokuti ndiani angazive zviri mupfungwa dzaTenzi; uye ndiani akambova mupi wake wamazano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Nokuti ndiani angazive zviri mupfungwa dzaTenzi; uye ndiani akambova mupi wake wamazano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 “Ndianiko akaziva pfungwa dzaShe? Kana akava mupi wake wamazano?”

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy