ƲaRoma 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Aiwaiwa hakusi kudzama kwakaita upfumi noungwaru noruzivo rwaMwari! Hakusi kusabatika ikoko kwamazano ake nokusarondeka kwakaita nzira dzake! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Haiwa kufuma kwokucenjera nokuziʋa kwaMŋari kwakadzika sei! Kutoŋga kwake hakuŋganɀerwi, nenzira dzake hadziŋgarondwi! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Aiwa kupfuma kwokuchenjera nokuziva kwaMwari kwakadzika sei! Kutonga kwake hakunganzverwi, nenzira dzake hadzingarondwi! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Aiwaiwa hakusi kudzama kwakaita upfumi noungwaru noruzivo rwaMwari! Hakusi kusabatika ikoko kwamazano ake nokusarondeka kwakaita nzira dzake! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Aiwaiwa hakusi kudzama kwakaita upfumi noungwaru noruzivo rwaMwari! Hakusi kusabatika ikoko kwamazano ake nokusarondeka kwakaita nzira dzake! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Haiwa, udzamu hwokupfuma kwouchenjeri noruzivo rwaMwari! Kutonga kwake hakunganzverwi, uye makwara ake haangarondwi! Viz kapitola |