ƲaRoma 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndinodaro nokuti Mwari akaisa vanhu vose mukusateerera kuti anzwire vose tsitsi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti Mŋari wakaʋapfigira ʋose pakusaterera kwaʋo, kuti aʋanzwire ŋgoni ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Nokuti Mwari akavapfigira vose pakusateerera kwavo, kuti avanzwire ngoni vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndinodaro nokuti Mwari akaisa vanhu vose mukusateerera kuti anzwire vose tsitsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ndinodaro nokuti Mwari akaisa vanhu vose mukusateerera kuti anzwire vose tsitsi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Nokuti Mwari akapfigira vanhu vose pakusateerera kwavo, kuti avanzwire ngoni vose. Viz kapitola |