ƲaRoma 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kunyange vaJudha vaya kana vakarega kurambirira mukusatenda kwavo, vanorumatidzwa pakare nokuti Mwari ane simba rokuvarumatidza zvakare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiʋo ʋo, kana ʋasiŋgagari pakusatenda kwaʋo, ʋacaɓatanidzwa; nokuti Mŋari unogona kuʋaɓatanidza ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naivowo, kana vasingagari pakusatenda kwavo, vachabatanidzwa; nokuti Mwari anogona kuvabatanidzazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kunyange vaJudha vaya kana vakarega kurambirira mukusatenda kwavo, vanorumatidzwa pakare nokuti Mwari ane simba rokuvarumatidza zvakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kunyange vaJudha vaya kana vakarega kurambirira mukusatenda kwavo, vanorumatidzwa pakare nokuti Mwari ane simba rokuvarumatidza zvakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Uye kana vakasarambirira pakusatenda, vachabatanidzwa, nokuti Mwari anogona kuvabatanidza zvakare. Viz kapitola |