ƲaRoma 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti kana Mwari asina kurega mapazi epo aripo haamboregawo iwe uripo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 nokuti kana Mŋari asina‐kurega mataʋi okutaŋga, haaŋgakuregi newe ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 nokuti kana Mwari asina kurega matavi okutanga, haangakuregi newewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti kana Mwari asina kurega mapazi epo aripo haamboregawo iwe uripo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 nokuti kana Mwari asina kurega mapazi epo aripo haamboregawo iwe uripo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti kana Mwari asina kurega matavi okutanga, haangakuregi newewo. Viz kapitola |