ƲaRoma 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pamwe mungati mapazi akadimurwa kuti ini ndirumatidzwe pamugirepisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino iwe ucati, mataʋi akavuniwa, kuti ini ndiɓatanidzwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino iwe uchati, “Matavi akavhuniwa, kuti ini ndibatanidzwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pamwe mungati mapazi akadimurwa kuti ini ndirumatidzwe pamugirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Pamwe mungati mapazi akadimurwa kuti ini ndirumatidzwe pamugirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino iwe uchati, “Matavi akavhuniwa kuti ini ndibatanidzwe.” Viz kapitola |