ƲaRoma 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana kurambwa kwavo kuchiita kuti pasi pose payananiswe, ko kugamuchirwa kwavo kucharevei? Kunenge korevawo kumuka kwavafi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti kana kurashwa kwaʋo kuri kuyananiswa kwenyika, kugamucirwa kwaʋo kucagoʋeiko, asi ʋupenyu pakufa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti kana kuraswa kwavo kuri kuyananiswa kwenyika, kugamuchirwa kwavo kuchagoveiko, asi upenyu pakufa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana kurambwa kwavo kuchiita kuti pasi pose payananiswe, ko kugamuchirwa kwavo kucharevei? Kunenge korevawo kumuka kwavafi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana kurambwa kwavo kuchiita kuti pasi pose payananiswe, ko kugamuchirwa kwavo kucharevei? Kunenge korevawo kumuka kwavafi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti kana kuraswa kwavo kuri kuyananiswa kwenyika, ko, kugamuchirwa kwavo kuchagoveiko, asi upenyu kubva kurufu? Viz kapitola |