Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvino kana kukanganisa kwavo ikoko kwakapfumisa pasi pose uyewo kana kukundika kwavo kuchitopfumisa vechirudzi, ko kutozoti kana tazara, tava tose pamwechete navo!

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino kana kuwa kwaʋo kwakafumisa nyika, nokutapudzwa kwaʋo kwakafumisa ʋahedeni, ɀikuru sei kuzara kwaʋo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino kana kuwa kwavo kwakafumisa nyika, nokutapudzwa kwavo kwakafumisa vahedheni, zvikuru sei kuzara kwavo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvino kana kukanganisa kwavo ikoko kwakapfumisa pasi pose uyewo kana kukundika kwavo kuchitopfumisa vechirudzi, ko kutozoti kana tazara, tava tose pamwechete navo!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zvino kana kukanganisa kwavo ikoko kwakapfumisa pasi pose uyewo kana kukundika kwavo kuchitopfumisa vechirudzi, ko kutozoti kana tazara, tava tose pamwechete navo!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvino kana kudarika kwavo kuchipfumisa nyika, uye kurasikirwa kwavo kuchireva pfuma kune veDzimwe Ndudzi, kuzara kwavo kuchauyisa pfuma yakakura zvakadii!

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy