ƲaRoma 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ko zvino ndingati vakagumburwa zvokubva vawira pasi zvachose here? Kwete, handizvoba. Asi nokukanganisa kwavo ikoko ruponeso rwakabva rwaenda kune vechirudzi kuti vaIsiraeri vaite shanje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ndinoti: Ʋakagumbuswa kuti ʋawe here? Haiȿa! Asi nokuwa kwaʋo ruponeso rwakaȿika kuʋahedeni, kuti ʋamutsirwe goɗo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino ndinoti, Vakagumbuswa kuti vawe here? Haisva! Asi nokuwa kwavo ruponeso rwakasvika kuvahedheni, kuti vamutsirwe godo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ko zvino ndingati vakagumburwa zvokubva vawira pasi zvachose here? Kwete, handizvoba. Asi nokukanganisa kwavo ikoko ruponeso rwakabva rwaenda kune vechirudzi kuti vaIsiraeri vaite shanje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ko zvino ndingati vakagumburwa zvokubva vawira pasi zvachose here? Kwete, handizvoba. Asi nokukanganisa kwavo ikoko ruponeso rwakabva rwaenda kune vechirudzi kuti vaIsiraeri vaite shanje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvakare ndinobvunza ndichiti: Ko, vakagumbuswa vakawa zvokusazomukazve here? Kwete napaduku pose! Asi kuti nokuwa kwavo ruponeso rwakauya kune veDzimwe Ndudzi kuti Israeri ive negodo. Viz kapitola |