Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino ndingati Mwari akaramba vanhu vake here? Kwete handizvo. Iyeniwo ndiri muIsiraeri, chizvarwa chaAbhurahamu, ndiri wedzinza rokwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ndinoti: Ko Mŋari wakarasha ʋanhu ʋake here? Haiȿa! Nokuti neni ʋo ndiri muIsraeri, worudzi rwaAbrahama, weimba yaBenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino ndinoti, Ko Mwari wakarasa vanhu vake here? Haisva! Nokuti neniwo ndiri muIsiraeri, worudzi rwaAbhurahamu, weimba yaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino ndingati Mwari akaramba vanhu vake here? Kwete handizvo. Iyeniwo ndiri muIsiraeri, chizvarwa chaAbhurahamu, ndiri wedzinza rokwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino ndingati Mwari akaramba vanhu vake here? Kwete handizvo. Iyeniwo ndiri muIsiraeri, chizvarwa chaAbhurahamu, ndiri wedzinza rokwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino ndinobvunza ndichiti: Mwari akarasa vanhu vake here? Kwete napaduku pose! Nokuti ini pachangu ndiri muIsraeri, chizvarwa chaAbhurahama, ndiri worudzi rwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy