ƲaRoma 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi ururami hunobva muchitendero hunoti, usataure mumwoyo mako uchiti, “Ndiani achakwira kudenga?” (kundounza Kristu pasi pano) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreʋa kuɗai: Usati mumŋoyo mako: Ndianiko ucakwira kuɗeŋga? (ndiko kuɓurusa Kristu;) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ndianiko achakwira kudenga?” (Ndiko kuburusa Kristu;) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi ururami hunobva muchitendero hunoti, usataure mumwoyo mako uchiti, “Ndiani achakwira kudenga?” (kundounza Kristu pasi pano) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi ururami hunobva muchitendero hunoti, usataure mumwoyo mako uchiti, “Ndiani achakwira kudenga?” (kundounza Kristu pasi pano) Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi kururama kunobva pakutenda kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ‘Ndianiko achakwira kudenga’ (ndiko kuburutsa Kristu) Viz kapitola |