ƲaRoma 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi zvandinobvunza ndezvokuti havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti izwi ravo rakaenda pasi pose mazwi avo akasvika kwakaperera nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi ndinoti: Haʋanakunzwa here? Hoŋo, ɀirokwaɀo, Inzwi raʋo rakaɓuɗa kunyika yose, Namashoko aʋo kumigumo yenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Asi ndinoti, “Havana kunzwa here? Izwi ravo rakabuda kunyika yose, Namashoko avo kumigumo yenyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi zvandinobvunza ndezvokuti havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti izwi ravo rakaenda pasi pose mazwi avo akasvika kwakaperera nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi zvandinobvunza ndezvokuti havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti izwi ravo rakaenda pasi pose mazwi avo akasvika kwakaperera nyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi ndinobvunza kuti: Havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti: “Inzwi ravo rakasvika kunyika yose, namashoko avo kumigumo yenyika.” Viz kapitola |