ƲaRoma 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saizvozvo chitendero chinobva mune zvatinonzwa. Zvatinonzwa zvinobva mukuparidzwa kwaKristu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo kutenda kunoʋuya nokunzwa, nokunzwa kunoʋuya neshoko raKristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo kutenda kunouya nokunzwa, nokunzwa kunouya neshoko raKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saizvozvo chitendero chinobva mune zvatinonzwa. Zvatinonzwa zvinobva mukuparidzwa kwaKristu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saizvozvo chitendero chinobva mune zvatinonzwa. Zvatinonzwa zvinobva mukuparidzwa kwaKristu.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Naizvozvo, kutenda kunouya nokunzwa, uye kunzwa neshoko raKristu. Viz kapitola |