Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Zvino vangadaidze sei kwaari ivo vasina kutenda maari? Uye vachatenda sei maari iye vasina kumbonzwa nezvake? Uye vanganzwe sei ivo vasina muparidzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ʋacagoɗana seiko kunaiye, waʋasina‐kutenda kwaari? Ʋacatenda seiko kunaiye, waʋasina‐kunzwa? Ʋacanzwa seiko kana kusinomuparidzi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino vachagodana seiko kuna iye, wavasina kutenda kwaari? Vachatenda seiko kuna iye, wavasina kunzwa? Vachanzwa seiko kana kusina muparidzi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Zvino vangadaidze sei kwaari ivo vasina kutenda maari? Uye vachatenda sei maari iye vasina kumbonzwa nezvake? Uye vanganzwe sei ivo vasina muparidzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Zvino vangadaidze sei kwaari ivo vasina kutenda maari? Uye vachatenda sei maari iye vasina kumbonzwa nezvake? Uye vanganzwe sei ivo vasina muparidzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Zvino, vachagodana seiko kuna iye wavasina kutenda kwaari? Uye vangatenda sei kuna iye wavasina kumbonzwa? Vanganzwa seiko kana kusina anovaparidzira?

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 10:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy