ƲaRoma 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti munhu wose anodaidza zita raTenzi achaponeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 nokuti aninani unoɗana kuzita raShe, ucaponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 nokuti aninaani anodana kuzita raIshe, achaponeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti munhu wose anodaidza zita raTenzi achaponeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti munhu wose anodaidza zita raTenzi achaponeswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 nokuti “Ani naani anodana kuzita raShe achaponeswa.” Viz kapitola |