Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 10:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 nokuti hapana rusaruro rwokuti uyu muJudha, kana kuti uyu muGiriki. Tenzi mumwecheteyo ndiye Tenzi wavose uye anopa upfumi hwake kuna vose vanodaidza kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti muJuda nomuGiriki haʋasiyani; nokuti mumŋe ndiye Ishe waʋose, wakafuma kunaʋose ʋanoɗana kwaari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti muJudha nomuGiriki havasiyani; nokuti mumwe ndiye Ishe wavose, akapfuma kuna vose vanodana kwaari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 nokuti hapana rusaruro rwokuti uyu muJudha, kana kuti uyu muGiriki. Tenzi mumwecheteyo ndiye Tenzi wavose uye anopa upfumi hwake kuna vose vanodaidza kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 nokuti hapana rusaruro rwokuti uyu muJudha, kana kuti uyu muGiriki. Tenzi mumwecheteyo ndiye Tenzi wavose uye anopa upfumi hwake kuna vose vanodaidza kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nokuti hapana musiyano pakati pomuJudha noweDzimwe Ndudzi, nokuti Ishe mumwe ndiye Ishe wavose uye anovaropafadza kwazvo vose vanodana kwaari,

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 10:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy