ƲaRoma 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Magwaro Matsvene anoti hapana anotenda maari achanyadziswa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti Rugwaro runoti: Aninani unotenda kwaari, haaŋganyadziswi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Rugwaro runoti, “Aninaani anotenda kwaari, haanganyadziswi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Magwaro Matsvene anoti hapana anotenda maari achanyadziswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Magwaro Matsvene anoti hapana anotenda maari achanyadziswa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Sezvinorehwa noRugwaro ruchiti: “Ani naani anotenda kwaari haanganyadziswi.” Viz kapitola |