ƲaRoma 10:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Hama dzangu, chandinodisisa mumwoyo mangu chaizvo nomunamato wangu wandinovaitira kuna Mwari, ndowekuti vaponeswe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Hama dzaŋgu, kuɗa kwomŋoyo waŋgu nokukumbira kwaŋgu kunaMŋari pamsoro paʋo ndiko, kuti ʋaponeswe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Hama dzangu, kuda kwomwoyo wangu nokukumbira kwangu kuna Mwari pamusoro pavo ndiko, kuti vaponeswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Hama dzangu, chandinodisisa mumwoyo mangu chaizvo nomunamato wangu wandinovaitira kuna Mwari, ndowekuti vaponeswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Hama dzangu, chandinodisisa mumwoyo mangu chaizvo nomunamato wangu wandinovaitira kuna Mwari, ndowekuti vaponeswe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Hama, kuda kwomwoyo wangu nokunyengetera kwangu kuna Mwari pamusoro pavaIsraeri ndekwokuti vaponeswe. Viz kapitola |