ƲaRoma 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nokuda kwaizvozvi Mwari akavarega kuti vaite madiro avo votungamirirwa nehavi dzavo dzinonyadzisa. Vakadzi vavo vakasandura maitiro anofambirana nomusikirwo wavakaitwa savanhukadzi voita zvisingafambirani nomusikirwo wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Saka Mŋari wakaʋaisa pakuciʋa kunonyadzisa; nokuti ʋanhukadzi ʋaʋo ʋakashandura ɓasa raʋakasikirwa, riʋe ɓasa raʋasina‐kusikirwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Saka Mwari akavaisa pakuchiva kunonyadzisa; nokuti vanhukadzi vavo vakashandura basa ravakasikirwa, rive basa ravasina kusikirwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nokuda kwaizvozvi Mwari akavarega kuti vaite madiro avo votungamirirwa nehavi dzavo dzinonyadzisa. Vakadzi vavo vakasandura maitiro anofambirana nomusikirwo wavakaitwa savanhukadzi voita zvisingafambirani nomusikirwo wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nokuda kwaizvozvi Mwari akavarega kuti vaite madiro avo votungamirirwa nehavi dzavo dzinonyadzisa. Vakadzi vavo vakasandura maitiro anofambirana nomusikirwo wavakaitwa savanhukadzi voita zvisingafambirani nomusikirwo wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Nokuda kwaizvozvo, Mwari akavaisa pakuchiva kwavo kunonyadzisa. Kunyange navakadzi vavo vakashandura zvavakasikirwa kuti vaite, vakaita zvavasina kusikirwa. Viz kapitola |