ƲaRoma 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo Mwari akavarega kuti vaite madiro avo nehavi dzavo dzounzenza zvichivasvitsa mukuitirana zvinonyadzisa nemiviri yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Saka Mŋari, mukuciʋa kwemŋoyo yaʋo, akaʋaisa kutȿina, kuti ʋanyadzise miʋiri yaʋo pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Saka Mwari, mukuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kutsvina, kuti vanyadzise miviri yavo pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo Mwari akavarega kuti vaite madiro avo nehavi dzavo dzounzenza zvichivasvitsa mukuitirana zvinonyadzisa nemiviri yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Naizvozvo Mwari akavarega kuti vaite madiro avo nehavi dzavo dzounzenza zvichivasvitsa mukuitirana zvinonyadzisa nemiviri yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Naizvozvo Mwari akavaisa kuzvishuvo zvakaipa zvemwoyo yavo, zvokuzvisvibisa noupombwe kuti vazvidze miviri yavo pakati pavo. Viz kapitola |