Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 nokuti iɀo ɀiŋgazikanwa ɀaMŋari ɀinoʋonekwa mukati maʋo, nokuti Mŋari wakaɀiratidza iɀo kwaʋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 nokuti izvo zvingazikanwa zvaMwari zvinoonekwa mukati mavo, nokuti Mwari akazviratidza izvo kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Nokuti izvo zvose zvingazivikanwa pamusoro paMwari zviri pachena kwavari, nokuti Mwari akazviisa pachena kwavari.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy