ƲaRoma 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti kutsamŋa kwaMŋari kunoratidzwa, kucibva kuɗeŋga, pamsoro pokusaɗa Mŋari kwose nokusarurama kwaʋanhu, ʋanodziʋisa ɀokwaɗi nokusarurama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa, kuchibva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwavanhu, vanodzivisa chokwadi nokusarurama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa kuchibva kudenga pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwose kwavanhu vanodzivisa chokwadi nokusarurama kwavo. Viz kapitola |