ƲaRoma 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti mairi kururama kwaMŋari kunoratidzwa kunobva pakutenda kucienda kukutenda; seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Wakarurama ucararama nokutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti mairi kururama kwaMwari kunoratidzwa kunobva pakutenda kuchienda kukutenda; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Akarurama achararama nokutenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokuti muvhangeri, kururama kwaMwari kunoratidzwa kuchibva pakutenda kuchienda kukutenda, sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Akarurama achararama nokutenda.” Viz kapitola |