Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ndineŋgaʋa kuʋaGiriki nokuʋatorwa, kuʋakacenjera naʋasina‐kucenjera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ndine ngava kuvaGiriki nokuvatorwa, kuvakachenjera navasina kuchenjera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ndine mungava kuna vose vaGiriki navasiri vaGiriki, vose vakachenjera navasina kuchenjera.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy