ƲaRoma 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hama dzangu ndingade kuti, munyatsoziva kuti kazhinji ndichida kuti ndiuye kwamuri, asi kusvika pari zvino, ndakatadziswa kuti ndiwane chandingakohwe pakati penyu uye napakati pavamwe vose vechirudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Handiɗi kuti musaziʋa, hama dzaŋgu, kuti kazhinji ndaiɗa kuʋuya kwamuri, (ndikadziʋiswa kuȿikira ɀino), kuti ndiʋe neɀiɓereko kwamuri ʋo, sapakati paʋamŋe ʋahedeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Handidi kuti musaziva, hama dzangu, kuti kazhinji ndaida kuuya kwamuri, (ndikadziviswa kusvikira zvino), kuti ndive nezvibereko kwamuriwo, sapakati pavamwe vahedheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hama dzangu ndingade kuti, munyatsoziva kuti kazhinji ndichida kuti ndiuye kwamuri, asi kusvika pari zvino, ndakatadziswa kuti ndiwane chandingakohwe pakati penyu uye napakati pavamwe vose vechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hama dzangu ndingade kuti, munyatsoziva kuti kazhinji ndichida kuti ndiuye kwamuri, asi kusvika pari zvino, ndakatadziswa kuti ndiwane chandingakohwe pakati penyu uye napakati pavamwe vose vechirudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Handidi kuti musaziva, hama, kuti ndakaronga kazhinji kuti ndiuye kwamuri (asi ndakatadziswa kuita saizvozvo kusvikira zvino) kuti ndive nezvibereko pakati penyu, sezvandakaita pakati pavamwe veDzimwe Ndudzi. Viz kapitola |