Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndinodisisa kwazvo kukuonai kuti ndikupei chipo chezvomweya kuti chikusimbisei

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokuti ndinoɗa ɀikuru kukuʋonai, kuti ndikupei cimŋe cipo comŋeya, kuti musimbiswe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokuti ndinoda zvikuru kukuonai, kuti ndikupei chimwe chipo chomweya, kuti musimbiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndinodisisa kwazvo kukuonai kuti ndikupei chipo chezvomweya kuti chikusimbisei

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ndinodisisa kwazvo kukuonai kuti ndikupei chipo chezvomweya kuti chikusimbisei

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ndinoshuva zvikuru kuti ndikuonei kuti ndigokupai chipo chomweya kuti mugova makasimbiswa,

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy