ƲaKorose 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Muti kuna Achipusi, “Unofanira kuita basa rawakagamuchira kuna Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋudzai Arkipo, muti: Tarira ɓasa rawakapiwa naShe, kuti uripedzise kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Udzai Arikipo muti, “Tarira basa rawakapiwa naIshe, kuti uripedzise kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Muti kuna Achipusi, “Unofanira kuita basa rawakagamuchira kuna Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Muti kuna Achipusi, “Unofanira kuita basa rawakagamuchira kuna Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Muudze Akipasi kuti, “Ona kuti wapedza basa rawakagamuchira muna She.” Viz kapitola |