ƲaKorose 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ini ndinomupupurira kuti akakushandirai zvakaoma imi nevokuRaodhesia nevokuHeraporisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ndinomupupurira, kuti unotambudzika ɀikuru nokuɗa kwenyu, naʋeRaodikia, naʋeHirapori. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti ndinomupupurira, kuti anotambudzika zvikuru nokuda kwenyu, naveRaodhikia, naveHerapori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ini ndinomupupurira kuti akakushandirai zvakaoma imi nevokuRaodhesia nevokuHeraporisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ini ndinomupupurira kuti akakushandirai zvakaoma imi nevokuRaodhesia nevokuHeraporisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndinomupupurira kuti anokushandirai nesimba pamwe chete naavo vari paRaodhikea, napaHirapori. Viz kapitola |