ƲaKorose 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muri kukwaziswa naAristakusi, musungwa pamwechete neni uye Mariko munun'una wamakarairirwa nezvake. Kana auya kwamuri mugamuchirei Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Aristarko, musuŋgwa pamŋe cete neni, unokukwazisai, naMarko, hama yaBarnabasi, (makarairwa pamsoro pake; kana aciȿika, mumugamucirei); Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Arisitakusi, musungwa pamwechete neni, anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi, mumugamuchire; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muri kukwaziswa naAristakusi, musungwa pamwechete neni uye Mariko munun'una wamakarairirwa nezvake. Kana auya kwamuri mugamuchirei Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Muri kukwaziswa naAristakusi, musungwa pamwechete neni uye Mariko munun'una wamakarairirwa nezvake. Kana auya kwamuri mugamuchirei Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Musungwa pamwe chete neni Aristakusi anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi anokukwazisaiwo. (Makarayirwa zvokuita naye; kana asvika kwamuri, mumugamuchire.) Viz kapitola |