ƲaKorose 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 muciziʋa kuti mucapiwa naShe muɓairo wenhaka; nokuti munoɓatira Ishe Kristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 muchiziva kuti muchapiwa naIshe mubayiro wenhaka; nokuti munoshandira Ishe Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 sezvo muchiziva kuti muchagamuchira nhaka kubva kuna She somubayiro. NdiIshe Kristu wamunoshumira. Viz kapitola |