Online Bible

- Reklamy -

ƲaKorose 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Imi vana, teererai vabereki venyu muna zvose nokuti ndizvo zvinofadza Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ʋana, tererai ʋaɓereki ʋenyu paɀinhu ɀose, nokuti ndiɀo ɀakanaka munaShe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Vana, teererai vabereki venyu pazvinhu zvose, nokuti ndizvo zvakanaka muna Ishe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Imi vana, teererai vabereki venyu muna zvose nokuti ndizvo zvinofadza Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Imi vana, teererai vabereki venyu muna zvose nokuti ndizvo zvinofadza Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Vana, teererai vabereki venyu pazvinhu zvose, nokuti izvi zvinofadza Ishe.

Viz kapitola kopírovat

ƲaKorose 3:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy