ƲaKorose 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 mukapfeka upenyu hutsva huri kuvandudzwa noruzivo kuti hufanane nomusiki warwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 mukafuka munhu mutȿa, unoʋandudzwa pakuziʋa, afanane nowakamusika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 mukafuka munhu mutsva, anovandudzwa pakuziva, afanane nowakamusika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 mukapfeka upenyu hutsva huri kuvandudzwa noruzivo kuti hufanane nomusiki warwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 mukapfeka upenyu hutsva huri kuvandudzwa noruzivo kuti hufanane nomusiki warwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 mukafuka munhu mutsva, ari kuvandudzwa mukuziva, mumufananidzo woMusiki wake. Viz kapitola |