ƲaKorose 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti kunyange zvangu ini mbune ndisiko ikoko asi ndinemi mumwoyo, ndichifarira kuona kuzvibata kwenyu nokusimbarara kwechitendero chenyu muna Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti kunyaŋge ndisi’po panyama, ndiri’po nemi pamŋeya, ndinofara ndiciʋona kunzwana kwenyu, nokusimba kwokutenda kwenyu munaKristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti kunyange ndisipo panyama, ndiripo nemi pamweya, ndinofara ndichiona kunzwana kwenyu, nokusimba kwokutenda kwenyu muna Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti kunyange zvangu ini mbune ndisiko ikoko asi ndinemi mumwoyo, ndichifarira kuona kuzvibata kwenyu nokusimbarara kwechitendero chenyu muna Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokuti kunyange zvangu ini mbune ndisiko ikoko asi ndinemi mumwoyo, ndichifarira kuona kuzvibata kwenyu nokusimbarara kwechitendero chenyu muna Kristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti kunyange ndisipo pamuri panyama, mumweya ndinemi uye ndinofara ndichiona kuti mugere zvakanaka sei uye kuti makasimba sei mukutenda kwenyu muna Kristu. Viz kapitola |