ƲaKorose 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 (iɀi ɀose ɀinofanira kuparadzwa kana ɀoɓatwa naɀo); muciteʋera mirairo nedzidziso dzaʋanhu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 izvi zvose zvinofanira kuparadzwa kana zvobatwa nazvo; muchitevera mirayiro nedzidziso dzavanhu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Izvi zvose zvichaparadzwa nokubata kwazvo, nokuti zvakavakwa pamirayiro yavanhu nokudzidzisa kwavanhu. Viz kapitola |