ƲaKorose 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndingade ini kuti imi novokuRaodhesia navamwe vose vasati vandiona uso nouso, muzive kuti ndinokutamburirai zvakakura sei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nokuti ndinoɗa kuti muziʋe kurwa kukuru kwandinako pamsoro penyu, naʋari paRaodikia, naʋose ʋasina‐kumboʋona ciso caŋgu panyama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nokuti ndinoda kuti muzive kurwa kukuru kwandinako pamusoro penyu, navari paRaodhikia, navose vasina kumboona chiso changu panyama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndingade ini kuti imi novokuRaodhesia navamwe vose vasati vandiona uso nouso, muzive kuti ndinokutamburirai zvakakura sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndingade ini kuti imi novokuRaodhesia navamwe vose vasati vandiona uso nouso, muzive kuti ndinokutamburirai zvakakura sei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndinoda kuti muzive kuti ndiri kurwa sei pamusoro penyu nepaavo vari paRaodhikea, navose vasina kuonana neni pachangu. Viz kapitola |