ƲaKorose 1:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mwari akada zvake kuzivisa vechirudzi kuwanda kwakaita upfumi hwembiri yechakavandika chiya. Chakavandika chacho ndiKristu ari mamuri iye chitarisiro chembiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kunaiʋo Mŋari waakaɗa kuʋaziʋisa ʋufumi bgokubginya kwecakaʋanzika icoci pakati paʋahedeni, cokuti, Kristu mukati menyu, tariro yokubginya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 kuna ivo Mwari waakada kuvazivisa upfumi hwokubwinya kwechakavanzika ichochi pakati pavahedheni, chokuti, Kristu mukati menyu, tariro yokubwinya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mwari akada zvake kuzivisa vechirudzi kuwanda kwakaita upfumi hwembiri yechakavandika chiya. Chakavandika chacho ndiKristu ari mamuri iye chitarisiro chembiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mwari akada zvake kuzivisa vechirudzi kuwanda kwakaita upfumi hwembiri yechakavandika chiya. Chakavandika chacho ndiKristu ari mamuri iye chitarisiro chembiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kwavari, Mwari akasarudza kuti azivise pakati pavaHedheni, pfuma inobwinya yechakavanzika ichi, iye Kristu mamuri, tariro yokubwinya. Viz kapitola |