ƲaKorose 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndicho chakavandika chiya kubvira pasichigare kwezvizvarwa nezvizvarwa asi iye zvino chavakuburitswa pachena kuvatsvene vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ndico cakaʋanzika, cakaŋga cakafukidzwa kubvira pakutaŋga kweŋguʋa nendudzi, asi ɀino cakaratidzwa ʋatȿene ʋake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 ndicho chakavanzika, chakanga chakafukidzwa kubvira pakutanga kwenguva nendudzi, asi zvino chakaratidzwa vatsvene vake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndicho chakavandika chiya kubvira pasichigare kwezvizvarwa nezvizvarwa asi iye zvino chavakuburitswa pachena kuvatsvene vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndicho chakavandika chiya kubvira pasichigare kwezvizvarwa nezvizvarwa asi iye zvino chavakuburitswa pachena kuvatsvene vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 chakavanzika chakanga chakavigwa kubvira kare uye kumarudzi namarudzi, asi zvino zvakazarurirwa vatsvene. Viz kapitola |