ƲaKorose 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino imi makambenge makatsauka, makapanduka mwoyo, muri vezviito zvakashata, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nemi ʋo, kare maiʋa ʋaeni naʋaʋeŋgi pakufuŋga kwenyu pamaɓasa enyu akaipa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nemiwo, kare maiva vaeni navavengi pakufunga kwenyu pamabasa enyu akaipa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino imi makambenge makatsauka, makapanduka mwoyo, muri vezviito zvakashata, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino imi makambenge makatsauka, makapanduka mwoyo, muri vezviito zvakashata, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kare makanga muri vatorwa kuna Mwari uye maiva vavengi mupfungwa dzenyu nokuda kwetsika dzenyu dzakaipa. Viz kapitola |