Online Bible

- Reklamy -

ƲaKorose 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 uye kuti nemaari, ayananise zvinhu zvose naye. Achizviwadzanisa neropa romuchinjikwa wake, zvingave zviri pasi pano kana zviri kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 kuti naye ayananise ɀinhu ɀose kwaari, amboita rugare neropa romucinjikwa wake; naiye, kunyaŋge ɀiri panyika, kunyaŋge ɀiri kuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 kuti naye ayananise zvinhu zvose kwaari, amboita rugare neropa rake rakaparadzirwa romuchinjikwa naiye, kunyange zviri panyika, kunyange zviri kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 uye kuti nemaari, ayananise zvinhu zvose naye. Achizviwadzanisa neropa romuchinjikwa wake, zvingave zviri pasi pano kana zviri kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 uye kuti nemaari, ayananise zvinhu zvose naye. Achizviwadzanisa neropa romuchinjikwa wake, zvingave zviri pasi pano kana zviri kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 uye kubudikidza naye ayananise kwaari zvinhu zvose, zvingava zvinhu zviri panyika kana zvinhu zviri kudenga, nokuita rugare kubudikidza neropa rake, rakateurwa pamuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

ƲaKorose 1:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy