ƲaKorose 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokuti maari umwari huzere hwakafadzwa kuita musha wahwo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti Ƃaɓa ʋakafara naɀo, kuti kuzara kwose kugare maari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nokuti Baba vakafara nazvo, kuti kuzara kwose kugare maari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokuti maari umwari huzere hwakafadzwa kuita musha wahwo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 nokuti maari umwari huzere hwakafadzwa kuita musha wahwo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nokuti Mwari akafadzwa nazvo kuti kuzara kwake kwose kugare maari, Viz kapitola |