ƲaKorose 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndiye nyakutangira zvinhu zvose uye maari zvinhu zvose zvinobatanidzwa zviri mumaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndiye unotaŋgira ɀose, ɀose ɀakaɓatana maari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ndiye anotangira zvose, zvose zvakabatana maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndiye nyakutangira zvinhu zvose uye maari zvinhu zvose zvinobatanidzwa zviri mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndiye nyakutangira zvinhu zvose uye maari zvinhu zvose zvinobatanidzwa zviri mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Iye anotangira zvose, uye zvinhu zvose zvinobatana maari. Viz kapitola |