ƲaKorose 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋakatisunuŋgura pasimba rerima, ʋakatiisa muʋushe bgoMŋanakomana woruɗo rwaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda, Viz kapitola |