ƲaKorose 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Norufaro, tendai Baba, vakatikodzeresa kuva nomugove wavarurami, muchiedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 muʋoŋge Ƃaɓa, ʋakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yaʋatȿene muciedza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 muvonge baba, vakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yavatsvene muchiedza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Norufaro, tendai Baba, vakatikodzeresa kuva nomugove wavarurami, muchiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Norufaro, tendai Baba, vakatikodzeresa kuva nomugove wavarurami, muchiedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 muchivonga ivo Baba, vakaita kuti mukodzere kugovana nhaka yavatsvene muumambo hwechiedza. Viz kapitola |